VAMTHULI NCUBE VANOTSANANGURA NDS1

Angelah Nothando Mlotshwa

Gurukota rinoona nezvekusimudzirwa pamwe nekubudirira kwenyika vaMuthuli Ncube vakanga vari muguta reBulawayo, National University of Science and Technology ( NUST) university svondo rapera.

Vakanga vauya nechinangwa chekutsanangura NDS1(National Development Strategy1) kuvadzidzi vepadanho repamusoro.

Danho rekutanga mubudiriro yenyika (NDS1) rinechinangwa chekuona chiono (Vision 2030) chenyika chekusimbisa pamwe nekugadzikana kwe macro economics, inoratidzirwa nekuderera uye kugadzikana kwe inflation.

“Zvirikuitika pa economy yedu kuvakwa kwemigwagwa, madhamu, pachikafu takugonao kuzviriritira hatichapemhi kunevamwe vanhu nekuti tava nazvo, tiri kuchera zvibhorane kuitira kuti vanhu vakwanise kubetsereka kuitira kugadzirira budiriro ramangwana. Zvirikuitika mubato rezvekuchera matombo nesimbi dzinokosha zvakawanda, mumigodhi umu mava nema investors, vamwe vari ku iron ne steel vamwe kugoridhe. Nesuwo seHurumende tiri kuvatsigira. Pavhiki yapfuura panga pachiiswa mamiriyoni makumi ema US$ regoridhe yokubetsera avo vanochera pamamayini madoko nekuti ndivo varikupinza goridhe rakawanda rava kuwanwa neHurumende richitengeswa kunze kwenyika. Nyika yedu yava kushanduka ichienda mberi takatarisa isu vene vayo veZimbabwe. Nekuona kwangu chiono 2030 tava kuchibata”, vakataura Ncube.

Naizvozvo, muguta reBulawayo migwagwa yava kugadzirwa sezvo yanga yava namakomba ayo anga avekukonzera ngozi dzemumigwagwa. Mugwagwa weLuveve wava pakati pekugadzirwa, Njube 10 vakavhara mazikomba nevhu.



WE WILL NOT SUBMIT ANY OF OUR WORKS TO ANY AWARD SHOW: QOUNFUZED

1 MARCH 2023
9:00 HOURS CAT
ZIM GBC NEWS
Brighton Zimidzi
Showbiz and Entertainment Reporter

Zimdancehall musician has announced that him and his team will going forward be snubbing award ceremonies after he felt hard-done by his failure to bag any award at this year’s National Arts Merit Award (NAMA).

The ‘Kamunamato Kemubhawa’ hitmaker seems to be questioning why his efforts from 2022 did not earn him any gong at the recent awards.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *